Analyzer Adonhedza Bhawa

Analyzer Adonhedza Bhawa

Analyzer abura video nyowani rinonzi Bhawa. Raka directwa na King Jay  rionei riri pazasi apa rakaipa. Video racho riri simple so harina zvakawanda wanda  vakarigona.Yaa hapana asingade Bhawa.