Top 3 Yangu Mubhama Life Of Muvhimi

Top 3 Yangu Mubhama Life Of Muvhimi
Original artwork hand-drawn by @solanique Graphic design by @orinique.agency

Voltz JT abuditsa bhama rake nyowani rino feature vaimbi vakaita sana Tamy Moyo, Dobba Don etc. Vanoda kunzwa full bhama munoribata apa. Bhama iri riri unique harisi revanhu vese skrrr skrrr.

1) Mangwana aka ndakaisa pa number 1 hameno zvakari so kandipinda mubhonzo. Zvinotoda kuti munhu ukanzwe kuti uzvinzwisise.

2) Dollar Deals aka kano feature Suhn ndanga ndichingogutsirira musoro pandanga ndichikanzwa. Ndaneta nekukaisa pa repeat. 

3) Kwedu Tiri Two chese chinenge china Tamy Moyo chinenge chichipisa. Iyi yapera ndichiri kuda kunzwa more.

Maiona ka top 3 yangu hameno kuti yenyu yakamirawo sei ?