Top 5 Yangu Mubhama Mustard Seed

Top 5 Yangu Mubhama Mustard Seed

Nutty O akadonhedza bhama nyowani mazuva abva aya. Parakabuda ndakaona richiita kutrender mumastreets bhama rakaita kuzara pama status evanhu, richingotaurwa muma Whatsapp groups aya emimhanzi. Bhama iri rakandishungurudza pakugadzira top 5 matrks acho akaipa. 

1) Handipere Power aka kane message kanopa motivation futi kana munhu uchida kuita give up. 

2) Finesse aka kanenge kachifamba zvinyoro nyoro kanoita kurovesa twuma slow dance kakaipa. Munhu uchikanzwa so unotanga kungotamba twuma dance so kane kathat. 

3) Ndiwe aka kanoita kurovesa madhanzi.  feature Dermaco combination yacho ine moto. Ndanga ndingambozvifungire kuti achaiita combination na Dermaco haa dzikupisa.

4) Peter Pan title yeaka inondifungidza  kacartoon kaya Peter Pan kaibuda ku Zbc ma days zvinhu zvakanaka. Apa muimbi akushuwira kuwedzerwa makomborero ozokomborerawo nekusimudzira vamwe mughetto.

5) Shoulder aka kanorohwa zviri soft soft but kanospaka. 

Muimbi akabika chi international stuff l hope kuti pamberi apa achabura mabhama mamwe. Vanoda kuzonzwa full bhama munoribata apa. Mosara muchivhotera Nutty O ku All Africa Music Awards pa category Best Artiste, Duo or Group in African Reggae, Ragga and Dancehall. 

 

So, My #ABXPeople, we have been super excited about the #MustardSeed Album, and there is more great news... WE GOT AN All Africa Music Awards - AFRIMA nomination for SAFE!!! 

Category: Best Artiste, Duo or Group in African Reggae, Ragga and Dancehall. 

VOTE VOTE VOTE on https://www.afrima.org/AFRIMA2021voting/best-artiste-duo-or-group-in-african-reggae-ragga-dancehall

Posted by Nutty O Di Bwoy on Wednesday, September 29, 2021