Top 3 Yangu Kubva Mubhama The Book Of Malachi Ra Holy Ten

Top 3 Yangu Kubva Mubhama The Book Of Malachi Ra Holy Ten

Holy Ten akadonhedza bhama rake The Book Of Malachi musiwa 6 Ndira. Vanoda kurinzwa munoribata apa or uku.

1) Gomba Reshumba aka unogona kubuda shavi uchikanzwa. Kanoita kunge kechinyakare so . 

 

2) Miscommunications aka kanenge kachifamba low low kachispaka. 

3) Zvivindi kakurumidza kupera ndichida kunzwa more. Kari kutrender kari panumber 5 ku YouTube uko. 

Maiona top 3 yangu iyo padenga apo.