Top 5 Yangu Kubva Mubhama Eureka Eureka

Top 5 Yangu Kubva Mubhama Eureka Eureka
Top 5 Yangu Kubva Mubhama Eureka Eureka

Muimbi Winky D akadonhedza bhama rake Eureka Eureka. Iro rakonzeresa noise mumastreets. Bhama racho rakabikwa zvakanaka and harirwadze kunzwa. Now ndakutaura Top 5 yangu kubva mubhama iri. 

1) Peter Friend ichi chi International chese chinenge china Nutty O chinenge chakapenga. Combination iyi inopisa yaWinky D na Nutty O.  

 

2) Dreams iri rino feature Saint Floew riri bho rinopisa. Munhu unongotanga kugutsirira musoro uchirinzwa. 

3) Tears aka  ka International stuff kakaipa kano feature Anita Jackson. Kanoita kutambisa madhanzi.

4) Ibotso aka kari kunaka kakurumidza kupera ndichida kunzwa more. Kano feature  Mutsvene Gumi (Holy Ten). Ndanga ndichingogutsirira musoro ndichikanzwa.

5) Chauruka iyi ino feature Tocky Vibes. Ka beat keapa kanonakidza kunzwa. 

Vanoda kuzonzwa bhama racho munoribata apa