Hazvina Nguva Ya SolutionGc Ikudonha Mazuva Anotevera

Hazvina Nguva Ya SolutionGc Ikudonha Mazuva Anotevera

So SolutionGc anobva pa Ruwa apa anoita zvekuimba Afrojazz ane song yake iri kubuda soon inonzi Hazvina Nguva. Iyo yaka Projuswa ne Honeymoon Records yepa Ruwa futi apa. Video racho directed by Baba Manamike from DreamState Pictures. 

Hazvina Nguva talks about rufu and how it affects vasiiwa vacho.Based ne trailer racho ndatononokerwa nekuda kuona zvizere.Vocal remuimbi wacho rakazara ma emotions plus video racho riri kutooneka kuti rakapenga. Ma visuals dressing yacho zviri kunyatsoenderana nezviri kuimbwa.

Hameno kuti vamwe munozviona sei trailer racho riripo pazasi apa.

Hazvina Nguva Trailer

Vanozoda kuziva more nezvake munomubata pama socials ake ku Facebook , Instagram ne Twitter .