Top 5 Yangu kubva Mubhama 'Ndokutendai Nei' Ra Nicky Genius

Top 5 Yangu kubva Mubhama 'Ndokutendai Nei' Ra Nicky Genius
Nicky Genius Wacho
Top 5 Yangu kubva Mubhama 'Ndokutendai Nei' Ra Nicky Genius

Nicky Genius adonhedza bhama rake nyowani Ndokutendai Nei rino feature vaimbi vakasiyana siyana vakaita sana Winky D,  Kae Chaps, Tocky Vibes etc. Vanhu vazhinji vanga vakarimirira bhama iri senge ma Fans a Winky vanga vatononokerwa. Muimbi Nicky Genius ane voice riri bho harirwadze kunzwa. 

Ndongoti ndekekutanga kano ndichitaura nezve muimbi uyu. Ndakutaura Top 5 Yangu kubva mubhama iri. 

1) Zvaramba aka kano feature mufesi wejuzi Kae Chaps. Kanenge kachifamba zvinyoro nyoro kanospaka. 

2) Kumusoro aka kano feature Winky D kakaipa.

3) Find A Way zvoda kuti muzvinzwire apa kari bho.

4) Ndokutendai Nei aka kagospapa ndangotanga kungogutsirira musoro ndichikanzwa.

5) Loss 

Maiona top five yangu iyo padenga apo. Hameno kuti yenyu yakamira sei? Vanoda kuzonzwa full bhama munoribata apa.