Top 5 Yangu Mubhama 'Energy' Ra Holy Ten

Top 5 Yangu Mubhama 'Energy' Ra Holy Ten

1) It's Never Easy  Haa aka kari kunaka ndofarira kuflowa kwangA achiita. Voice remuimbi richienderera ne beat so. Ndozvandofarira kunzwa ndicharamba ndichikadzokorodza aka kandipinda mubhonzo.

2) Husiku Hurefu Chese china Nutty O mukati chinenge chichipisa. Vakagona apa vakomana vaviri ava. 

3) Kudhara Kwangu Apa Ka beat kanga kachifamba zvinyoro nyoro. Muimbi achingoflowa ma bars ega ega . 

4) The Point Iripano Aka kakaipa

5) Bhachi Re Dior Aka kanoita kutambisa madzanzi. Munhu ukakapleya unongotanga kungozunguza musoro.

Maiona Top 5 yangu padenga apo. Bhama iri Energy ndorandinakidza pamabhama ake ese muimbi uyu. Vanoda kuzonzwa bhama munoribata apa.