Top 3 Yangu Mu 800EP

Top 3 Yangu Mu 800EP

Te3vo akadonhedza EP rinonzi 800 pamazuva apfuura aya. Akarigona tangomirira ma videos acho kubva mu EP iri. 

1) Same Jita (Magaivha) aka kano feature Crooger na Asaph kakaipa. Pakasangana shasha apa hakambotadze kuita ka banger. 

2) Zviriko aka kaka feature Holy Ten kanoita kutambisa ma salad dance moves. Kanoita kuti munhu unzwe kuda kutamba kakupisa. Ndafarira ma flows avakaita pane apa haa vakagona.

3) Anymore aka ka Skkkrrr Skrrr flows repo dope . 

Vanoda kuzonzwa full EP munoribata apa.