Top 5 Yangu Mu Heartfelt LP

Top 5 Yangu Mu Heartfelt LP

Mazuva apfuura aya ndaingoona vanhu vachingotaura nezve Heartfelt LP ra Rayobeats iri. Nhasi ndazongoti regai ndizvinzwire ndinzwe kuti rakamira sei. Ndosaka ndagadzira ka Top 5 kangu kano kubva mu LP iri. Yaa rakatakura muku feature ma artist akati ooh ndaona mufesi weJuzi Kae Chaps arimo nana Drealnova, Crooger, Ropa etc.

1) Another 24 kano feature Courtney Antipas haa pakashandwa apa handina zvakawanda zvekutaura kakaipa ndosaka ndakaisa pa number 1. 

2) My Story aka kano feature Stiiv na Noku kari bho.  Message iri apa mmm inobata bata pakataurwa reality. Munhu wese ane story yake... 

3) Catch Up aka beat racho ndarifarira raka feature mabhebhi aya Ropa na C'roz. Ndatotanga kuvazivira ipapa vanorova ma flows ari dope. Ndatowana zvekuita ndichipedza kunyora zvisina basa izvi ndakutombono sempla ma old trck emabhebhi aya 2. 

4) Tozvitangidza any trck rino feature GZE or Crooger ndinotorikanda mu Top 3 or 5 yangu chete. Mafesi iwaya anondispaka vanoflowa zvandoda madhara

5) Smile aka kano feature Vuyo Brown musikana uyu ane voice riri angelic rinokupinda mubhonzo. Ndanzwa nekukadzokorodza aka. 

Vanoda kuzonzwa full LP munoribata pa audiocus.com or kuiita rekutumirwa via email.

 

Audiocus is a platform that lets you stream music from the web, and download them later to different web-connected devices. Audiocus is still being developed and at the moment it's in the BETA stage. It's not yet optimized for mobile devices. You may need to use your desktop computer.

To get the project you need to create an account by signing up, logging in and then press play.
Alternatively if you need the Heartfelt LP as a folder which will be delivered to your email address you can get it for it 750 RTGS or $5 on papal. (See poster for details)

My heartfelt thanks for all your efforts and to those who support me. 

Posted by Raymond Rayobeats Sibanda on Friday, October 29, 2021