Top 3 Yangu Mu Amasungura EP

Top 3 Yangu Mu Amasungura EP
Top 3 Yangu Mu Amasungura EP
Top 3 Yangu Mu Amasungura EP

Tanto Wavie abura zvinyowani Amasungura EP. 

1) Mabude aka kakaipa ndangotanga kurova madhanzi kanoita kutambisa aka. Ndosaka ndakaisa pa number one hameno zvakai so hakabhowe kunzwa. Gitare richirira zvimwe zvandisati ndambonzwa

2) Xano aka kari dope hakarwadze kunzwa.

3) Mjolo aka ka trck kerudo kari bho kanenge kachifamba low low. 

Ma notable bars 

Usati ukaona vanodanana wovenga rudo

Usati kana washaya anokuda womaka rudo

Zverudo zverudo hazvidi kuudzwa unozvinzwira wega mumoyo

Top 3 yangu maiona ka iyi vanenge vachida kunzwa full bhama munoribata apa.