Mufesi Wemagetsi Voltz JT Adonhedza Bhama Nyowani 'Life Of Muvhimi'

Mufesi Wemagetsi Voltz JT Adonhedza Bhama Nyowani 'Life Of Muvhimi'

Ndanga ndane time ndisiri kunyora something nezve muimbi uyu. Akabva kuita launch yebhama rake Life Of Muvhimi mazuva apfuura aya zvamuri kuona pa video riri pazasi apa. Yaa vanhu kuita kunge masvosve kudaro. Kwanga kwakawandiwa.

Anyway bhama nyowani munoribata apa.