Top 5 Kubva Mubhama Reggae Dzinorira Ra Seh Calaz

Top 5  Kubva Mubhama Reggae Dzinorira Ra Seh Calaz

Seh Calaz akadonhedza bhama rake Reggae Dzinorira iro rine ma trcks gumi nematatu. Bhama iri rakazara nema emotions akawanda zvinoratidza kuti muimbi akaimba nemoyo wese. Akabika zvinonakidza apa zvekuti munhu you can relate. 

1) Ndaenda aka kanobata moyo kanosiririsa kunzwa kabva kandipinda mubhonzo. 

2) Haundide aka kanenge kachifamba zvinyoro nyoro. Aka ndeke vanhu vanenge varambwa vashungurudzwa nemjolo. Apa muimbi Seh Calaz aiita kuratidza masimba ema Vocals ake haa anopisa. 

3) Shasha aka ndekekuti munhu unotanga kudzungudza musoro uchinakirwa. Kakaipa Cymplex anoziva basa rake pakukurunga mangoma. 

4) Iye Ndiye hameno zvakari but kanospaka.

5) One Drop aka ka International stuff karibho. Kano feature vaimbi vakawanda wanda kakareba kunge nziyo dzeSungura. 

Maiona kaa top 5 yangu iyo bhama munoribata apa