Top 5 Yangu Mubhama 5136 Born In Highfield

Top 5 Yangu Mubhama 5136 Born In Highfield

Prince weRnb Trevor Dongo akadonhedza bhama rake rinonzi 5136 Born In Highfield same day nebhama ra Nutty O. Musi wacho uyu vaimbi havana kutipa zororo vaingotikwadza nemangoma. 

1) Let Me Go aka ndakambotaura nezvako apa. Kanokunda twumwe twese twuri mubhama iri. Akanyatsoratidza hwu Prince hwake ipapa.

2) More That A Night aka kakaipa mmm kaka feature Namadingo. Ndakambotaura nezvako futi apa

3) Everyday apa pakasangana zvibaba  mavocals avo ainyatsopindirana kafire trck kaka feature Sanii Makhalima. Ka trck kevanhu vanenge vanenge vakawira murudo nemoyo wese. 

4) Hwai combination dziri apa mmm King Shaddy anga ati zii zii akungobudikira ipapa kumuka kubva kuvafi. Kwozoita Trey XL mufesi uyu mmm akapenga. 

5) Mutsamvi aka kaka feature Jah Prayzah kanoda kunzwikwa nevanhu vakasimba or else unobuda shavi.

Vanoda kuzonzwa full bhama munoribata apa. Mosara muchiona video re Born In Highfield richi feature Highfield All Stars.