FACEOFFtv Announces a Brand New Series Coming Soon

FACEOFFtv Announces a Brand New Series Coming Soon

Yeah mumastreets makambonetsa imwe couple so yaiita proposal #HondaFitProposal yakapa vanhu pressure ma relationships evanhu akazunguzwa. Vamwe vakatanga kubuda shavi vachinyora mazi threads maringe nenyaya iyoyi. 

Imwe comment yemumastreets yaiiti ...

Vamwe vakanyora mathreads, vamwe vakatoona sekuti vakomana vavo havasi serious - Nonchie6

Ini ndakatopotsawo ndazvitedzera ndaitoda ku propozawo ne Benz tigo trender tichinzi #BenzProposal ha ha ndikutamba. Yaa vakahwina kutigona chaiko zvavakaita izvi zvakabva zvaita kuti tinzwe kuda kuona series yacho. Hameno kuti Tindoe achadii anga atounganidza mari yacho yemota. 

Ndakuchitaura nyaya chaiyo apo ndanga ndamboita ka off topic mbichana. So FACEOFFtv yafunga kutiburira ka series kanyowani kanonzi Full Circle:Love and Blood. Basing ne title munhu unobva watoona kuti munenge muchideuka ropa mu series iyi. 

Pikicha riri pazasi apa riri kuratidza detail rese kuti Full Circle : Love & Blood yakagadzirwa na Pride Mutarangani akava futi Projusa wayo. Mamwe ma producers ndiana Laura Chijumana, Tafadzwa Kanhema,Rutendo Rusere. Necast yacho zvese muri kungozviona. Series yacho ichadonha muna December gore rino and inenge ichibatika pa Youtube. 

Ndakakwanisawo kubata Pride akandipawo rimwe dotcom. 

Full Circle:Love and Blood Season 1 will have 7 episodes with each episode ranging from 30-45 minutes.

The cast of the series was drawn across different Tertiary Institutions in Zimbabwe.

Should the series be a guaranteed success,There are 3 spin off series currently planned.

We will also be releasing the soundtrack album soon starting with singles this month

Vafunga kuidonhedza muna December chikisimusi gift. Ndafarira kuti inenge iri short few episodes, yaa inotofanirwa kuita success tione zvimwe zvinyowani zvima spin-offs izvo. Iro bhama ravari kuda kubura ndinenge ndakatorivhurira ziso.