Trevor Dongo Adonhedza Video Nyowani 'More Than A Night'

Trevor Dongo Adonhedza Video Nyowani 'More Than A Night'

Prince we rnb Trevor Dongo abura zvinyowani 'More Than A Night' achi feature Namadingo wepa Malawi apa. 'MoreThan A Night' trck rake kubva mubhama 5136 Born In Highfield richazobuda pamazuva anotevera, raka projuswa na Nyasha Timbe & MacDee, ma visuals akashutwa ne SAP.

Haasi kumira akabva kudonhedza kamwe kanospaka ma weeks apfuura aya azvipamha zvakare. Video racho riri bho apa pane mwanasikana so anenge achibudapo haa akanaka mwana iyeye. Yaa Trevor ngaawedzere ma international collabs zvirambe zvichinakidza.