Jah Prayzah Adonhedza Nhoroondo Chapter 3

Jah Prayzah Adonhedza Nhoroondo Chapter 3

Chidimbu chechitatu chabuda 'Ndichiyamwa' chimwe chidimbu chekupedzisira hameno kuti chichabuda rinhi tichaonzwa kuti rasta vacho vachatiii. Vanga vasina kuona chidumbu chekutanga nechechipiri munochibata apa.