Hanzi Na Hillzy 'SAKA MUCHAITASEI?'

Hanzi Na Hillzy 'SAKA MUCHAITASEI?'

Haa gore rino zviri kunyatsomufambira mukomana wekusada kuita Nharo nevanhu. Kubva pama title deeds, kuita ma collabs, kuwana ma nominations mashanu pama ZimHipHop Awards. Haa akupisa. Nhasi aiita kumuka akashatirwa nekuti donhedzera tracklist reEP. 

So hanzi na Hillzy muchaitasei? Akuti iye haasi we genre rimwechete anobata kwakawanda Wanda saka haasi kuda kuitiswa nharo. Ha ha ishuwa hayo muimbi mazuvaano akubata bata ma genres akati wandei. Kudhara ndaingofunga kuti ndewe RnB chete mazuvaano ndakuona musiyano. 

Hillzy is NOT just an RnB artist - Hillzy

 

Also, why are people so pressed at assigning genres to Masinh? I have a number one RnB (Muroora/TV Room), Afrobeat (Chargie), Rap (Nharo/Changes) - so what must happen now? Worse off - I produced most of these? Saka muchaita sei? Why can’t I be able to do all? 

Posted by Hillzy on Thursday, 17 November 2022