Top 5 Yangu Mubhama 'Emmanuel'

Top 5 Yangu Mubhama 'Emmanuel'

Guspy Warrior adonhedza bhama nyowani regospapa rine message inopinda mubhonzo rinonzi Emmanuel. Rakapenga bhama racho mune ma features andanga ndisingambofungire kuti achavamo. Anana Baba Charamba, GZE , Shiga Shiga etc.. Mubhama umu mune mixture ye Rhumba, Hip-hop, Dancehall ne twu Rnb ka masterpiece. 


1) Hustle aka kano feature GZE kanopisa ndosaka ndakaisa pa number one kanoita kutambisa madhanzi. 

2) Ngoni aka kari bho handina zvakawanda zvekutaura kanonakidza. 

3) Ndadzoka I trck riri bho ndarifarira rino feature mudhara Charamba. Ma vocals avo  ainyatsopindirana.

4) Denga Dzvene yaa hapana munhu asingade kupinda denga. Aka ndangotanga kudzungudza musoro kakaipa.

5) No One Is Perfect aka kanofamba zvinyoronyoro featuring Curtis B.

Yaa maiona kaa Top 5 yangu iyo. Vanoda kuzonzwa full bhama munoribata apa