Takura Afunga Kudonhedza Chinyowani

Takura Afunga Kudonhedza Chinyowani
Pic rabiwa ku Facebook kwemuimbi

Muimbi Takura afunga kutipakurira chitsva gore risati rapera. Hameno kuti chinenge chakamira sei tichazonzwa kana zvikazoitika.