Ongororo Ye Vhiri Ra Splits Loui

Ongororo Ye Vhiri Ra Splits Loui

So Vhiri i Song yakaimbwa na Splits Loui wekwaRusape .Yakabudikira nezuro pa Color Vibes ye NashTv. Trck racho rine lyrical content inobata bata rine message yaa zvinhu zvinochinja nekutenderera kunge vhiri.

Hanzi munhu usatambe neshamwari dzinoona paunotadza chete. Rinoita kuti munhu ufunge music yekare iya urban grooves chii chii .Vanoda kuzvinzwira munobata trck racho ku Audiomack or pazasi apa ku YouTube.