R Peels Afunga Kudonhedza Bhama Rine Matrcks Ekuwanda

R Peels Afunga Kudonhedza Bhama Rine Matrcks Ekuwanda

Muimbi R Peels ane bhama richadonha muna Gunyana rinonzi ZviriEvaBeautiful2 rinenge rine ma trcks makumi mana neshanu. Afunga ku breaker record mukomana. Tichazonzwa kuti rinenge rakamira sei parichabuda.