Holy Ten Adonhedza 'Energy'

Holy Ten Adonhedza 'Energy'
Holy Ten Adonhedza 'Energy'

Bhama ratanga takamirira Energy ra Holy Ten rabuda. Muimbi uyu akaita Collab nevamwe vaimbi vakaita sana Nutty O, Feli Nandi, Kim Richard, Crooger. Bhama iri ririkupisa muimbi Holy Ten akabata basa huru apa. Vanoda kunzwa bhama iri munoribata apa. Ndichazodzoka ne Top 5 yangu kubva mubhama iri.