Holy Ten Akudonhedza Vhidhiyo Nyowani Mangwana

Holy Ten Akudonhedza Vhidhiyo Nyowani Mangwana

Mukomana haasi kuzorora mangwana (13 June) akutikwapaidza ne video re trck rake rinonzi It's Never Easy riri mubhama rake Energy rakaita futi number 1 mu Top 5 Yangu. Muimbi uyu angotinyemudza kumusha (Facebook) uko nezve video iri.

 

 

 

LIFE YANDIPINZA BUSY ???? Monday, June 13

Posted by Holy Ten on Saturday, June 11, 2022