Chief Chino 'Murisei'

Chief Chino 'Murisei'

Chief Chino adonhedza video nyowani rinonzi  Murisei. Video racho bho riri simple muno feature MuyeraDragon a.k.a Kuda K. Ndaona Kuda K anga akapfeka suit yaakambopfeka pa Black Suit.