Stunner Adonhedza Bhama Nyowani

Stunner Adonhedza Bhama Nyowani
Stunner Adonhedza Bhama Nyowani

Mufesi wekuimba imwe song yakambopisa ma days andaive ku primary yainzi Godo anonzi Stunner, akadonheda bhama nezuro rinonzi Maivepiko. Rine ma trcks gumi nematatu. Ndichazodzoka ne Top 3 yangu kubva mubhama iri.