MuyeraDragon Adonhedza 'Black Suit'

MuyeraDragon Adonhedza 'Black Suit'

Ndanga ndichitozvifambirawo hangu mumastreets eTwirra ndabva ndasangana ne tweet ya MuyeraDragon aka Kuda K. Tweet yacho yanga ine ma highlights eVideo rake nyowani Black Suit ndabva ndatapirirwa. So ndabva ndaita twu research twangu & discovered kuti Kuda K uyu aka feature mune imwe song inenge ichinzi fambe fambe ini terere. I remember ndichinakirwa nayo fambe fambe ini terere iyi payairiidzwa mukombi yakadzosa ma childhood memories. 

Black Suit i second trck kubva mubhama Kudaverse richabuda muna July. First trck racho akatodonhedza kudhara rinonzi 6am. Mufesi uyu anoflowa hake zviri natural kwete zvevamwe ava vanoita kubuda tsinga kuti vaflowe.