Tocky Vibes Adonhedza 'Ndakavaudza' Vhidhiyo

Tocky Vibes Adonhedza 'Ndakavaudza' Vhidhiyo

Tocky Vibes abura rimwe video nyowani re trck rake Ndakavaudza iro riri mu Chicken & Chama Mixtape. Haasi kumira mukomana makuseni ano adonhedza Nzizi. Mazuva apfuura aya akabva kudonhedza Chigero