Mukomana WeJuzi Akudonhedza Huchapa Next Week

Mukomana WeJuzi Akudonhedza Huchapa Next Week

Mukomana Kae Chaps ari kumastreets e Twirra nezuro (1 May)akataura kuti achaunza kamwe kanonzi Huchapa pa next week. 

Mukomana wacho ane song yakabva kuputika recently inonzi Juzi haa, yakamuitisa mbiri iyoyo nevanga vasingamuzive vakumuziva. Iyo Juzi yacho yatone 1.1 mirrion views pa Youtube. Hameno kuti Huchapa inenge yakamira sei tichazozvinzwira pa next week pacho.