Ongororo Ye Vachataura Vanhu Ya SoulDeep

Ongororo Ye Vachataura Vanhu Ya SoulDeep

SoulDeep anoimba, anonyora ma songs and ndi fashion designer futi.Vachataura Vanhu i trk number 1 mu Pese Pese EP ra SoulDeep.Apa pane collab raakabva kuita kuita na Splits Loui pa song inonzi Wandigona.

Chingonzwai chete kakaipa ka trk aka.Munhu unongotanga kujamba jamba wega so iiii. Ka house chii chii haaa ndanakirwa nako muchataura henyu.Ndatokaita ringtone apa kari pa repeat ma speakers ari pa full blast. Kari pazasi apa kanzwei.