Top 5 Yangu Mubhama 'Donatella'

Top 5 Yangu Mubhama 'Donatella'
Top 5 Yangu Mubhama 'Donatella'

Mlue Jay akabura album rake nyowani rinonzi Donatella mazuva apfuura aya, rine ma trcks 18. Mubhama racho mune ma features arimo evanhu vakaita sana Brythreesixty, ASAPH, Cal Vin etc.

Ndakuchitaura top 5 yangu yemubhama iri...

1) Kush & Bottles aka ndanzwa nekukadzokorodza. Kakaipa kanyatsondipinda mubhonzo ndosaka ndakaisa pa number 1.Trck iri raka feature ASAPH & it's track number 10 mubhama Donatella. Ndafarira kuflowa kwavanga vachiita apa vese zvavo zvanga zvichienderana ne beat also zvobva zvanakidza kunzwa.

2) Do Better aka ka trck number 11 mubhama ndangotanga kudzungunza musoro ndichinakirwa nako. Ndanakidzwa ne flow futi  apa anga achiimba ari ega but apisa.

3) I Dit It aka ka trck number 3 mubhama. Kari bho yaa akazviita akabura zvinonakidza.

4) Money On My Name aka ka trck number 9 mubhama. Handina zvakawanda zvekutaura apa kari bho.

5) Safe aka ka trck nunber 6 mubhama kaka feature Vic Jita na Sykotek. Kaka gonekwa ka classic hip-hop like maimbirwo ako.

Yaa maiona kaa top 5 yangu hameno kuti yenyu inenge yakadii. Vanoda kuzonzwa bhama racho munobaya link riri pazasi. 

Donatella Bhama: https://album.link/donatella