Top 5 Yangu Mubhama 'David & Goliath'

Top 5 Yangu Mubhama 'David & Goliath'
Photography: @gaxx.photography Make up : @charisma_beauty_studio Outfit : @jeromewearzw Artwork: @mudya_ne_vana
Top 5 Yangu Mubhama 'David & Goliath'

Muimbi Freeman HKD  akabura bhama rake nyowani nezuro. Launch yebhama iri iriko mangwana(8 October) ku Alexander Sports ClubRiri bho harirwadze kunzwa ma trcks acho akuspaka zvekuti ndanga ndichitotambudzika kusota top 5 iyi.

1) Chitsike aka kanenge kachifamba zvinyoro nyoro

2) Vakomana VeDRIP aka karibho achipa yambiro kuvanasikana.

3) Mukuru apa ndanakirwa nekuflowa kwaanga achiita nechi beat icho.

4) Zimbabwean Queen aka kano feature Chris Martin kakaipa. 

5) David & Goliath