Tshaka Gallis Adonhedza Mfana Wacho

Mwedzi wapfuura uyu Tshaka akabva kudonhedza rimwe video so ranga rakazara vanasikana vakanaka rainzi King Kong VS Godzilla. Mwedzi uno adonhedza rimwe rinonzi Mfana wacho. 

​​​​​​