Bhama 'Risky Life' RoTrender Mumastreets

Bhama 'Risky Life' RoTrender Mumastreets

Vanhu vane ma High expectations pa Bhama raHoly Ten 'Risky Life' riri kubuda nhasi.Zvekutoti rakuto trender mumastreets e Twirra riri pa nhamba 1.

Akangobhaiza nhasi chete anowundurwa nevanhu so yaa anofanirwa kubuditsa zvisvinu.Pa screenshot riri pazasi apa riri kuratidza zviri kutaura vamwe vanhu mumastreets nezve bhama iri.

Tangomirira kuti 6pm dzichaye tione launch ye bhama racho ichabuda live pa Zimcelebs, HolyTenMusic nemamwewo ma platforms achazotaurwa.