Bounty Lisa Akudonhedza Video Nyowani Mangwana

Bounty Lisa akudonhedza video nyowani mangwana (26 April ) rinonzi Mapisarema na 11am.Zviri kuratidzwa ne screenshot ra Passion Java reku village(Facebook).

Yaa anenge akudzoka mugame ndakapedzisira kumunzwa paakaita tribute yake kuna Chibaba baba pa Gwendeza.Tichaona mangwana acho kuti video racho rinenge rakamira sei.