Chief Chino Abura Kamwe Futi

Mufesi wefambe fambe ini terere Chief Chino abura ka vidz kanyowani 'Hapana Ngowani'. Mazuva apfuura aya akadonhedza For The Game. Akufamba nebhora tichaona kuti achabura zvipi zvimwe pamberi apa.