Chimuti Video Rikudonha Soon

Chimuti Video Rikudonha Soon

Drastic The Authentic ndewe pa Sunningdale apa anoimba Hip-hop. Yaa ghetto rake anorisimbisa.Zviri kuratidzwa ne screenshot reku Village (Facebook).

Akabvakudonhedza song imwe so inonzi Ghetto na Kaylyn.Vakazoita video racho futi ratone 4 weeks rabuda apa ma views ato ku 3.9K.Ichocho it's International stuff vachinyatsobuditsa reality yemu ghetto.

 Patorine documentary ravakaita futi about Ghetto rinenge richitaura zviri deep about Drastick The Authentic na Kaylyn.Nekuti also vakazozvifambisa sei kuti vazotibikira Ghetto. Documentary yacho riri pazasi apa.

 Yapera kaa iyi ndakupinda munyaya chaiyo chaiyo ndanga ndamborasika mbichana.

So Chimuti yakaimbwa na Drastick The Authentic featuring 10 Miles Logan.Audio racho munoribata pa links ari pazasi apa vanga vasati varinzwa.

PaAudiomack: https://cutt.ly/8cWueBW

Kumwewo :https://cutt.ly/dcWwBN6

Video racho reChimuti ndoratakamirira richazobuda pamazuva anotevera aya.So far pane trailer rabuda re video racho ndo riri pazasi apa.