Ongororo Ye Songs of Solomon EP Ra R-Peels
R-Peels adonhedza Ep rake rinonzi Songs Of Solomon nhasi tanga taneta nekumirira.Razodonha finally ndakungoti ga ga ga.
Trck 1 Munana aka kari so touching vasina kusimba vanogona kungotanga kuchema.Pakanotanga so munhu unongotanga kutambirira.Kakazara ma emotions akawanda.
Trck 2 Tsika apa afunga kutifungisa makare nguva ye urban grooves iya ha ha kari bho futi.
Trck 3 Ndochii aka kanenge ka Afro chii chii House chii chii.Haa kari bho handina zvimwe zvekutaura pamusoro pako.
Trck 4 Murimi Munhu aka kane ka motivation mukati ndakutonzwawo kuda kuita something zvisvinu ivhu rakakosha. Aka kachafarirwa nevarimi vakawanda.
Trck 5 King Solomon Yaa apa anga achimbotiratidza masimba ake haa tamaona.
Trck 6 Ndochii Remix eish vatinyanyira apa chikupisa combination inopisa. l hope kuti pane ka Ndochii Dance coz aka kakaipa kanotoda ka dance kako.
Yaa rakabikwa zviri bho Munana iri pa repeat
Vanoda kuzorinzwa munoribata ku
Spotify: https://cutt.ly/5zSAGQM
Apple : https://cutt.ly/IzSSyKH
Youtube: https://cutt.ly/YzSSv3y
Vanoda kuzoziva more about R-Peels munomubata pa Twitter, Facebook or Instagram.