Jah Prayzah Adonhedza Nhoroondo Chapter 1

Jah Prayzah Adonhedza Nhoroondo Chapter 1

Nezuro Jah P akataura kuti achadonhedza ka sub project kubva mubhama Gwara kanenge kane ma songs 4 agara arimo mubhama iri. Chidimbu chekutanga chatanga takamirira chabuda 'Nyeredzi' chimwe chidimbu tichazochiona musi weChitatu