Jah Prayzah Adonhedza Nhoroondo Chapter 4

Jah Prayzah Adonhedza Nhoroondo Chapter 4

Chidimbu chekupedzisira 'Nherera' chabuda nhasi chabva chapa conclusion ku Nhoroondo yake mukomana uyu. Dai akawedzera ma chapters akawanda 4 andiitira mashoma.