New Vidz : Drastick The Authentic X 10 Miles Logan 'Another Day Another Dollar'

New Vidz : Drastick The Authentic X 10 Miles Logan  'Another Day Another Dollar'

Drastick The Authentic na 10 Miles Logan vadonhedza video nyowani Another Day Another Dollar. Video racho raka directwa na Grissy, audio yacho yaka projuswa na C-Law & Tylur Ocean.Vaimbi vaviri ava vakamboita imwe collab pa song yeku Chimuti apa vazvipamha futi. Yaa zvinhu hazviuuye wakagara zvinotoda ku hustler.