'Pandichamuka' Vidz Nyowani Ra Holy Ten

Kungobaya Offline kwandakaita 2 minutes. Ndakusvika ndichiona keke rapera ,ndakudzoka Holy Ten abura rimwe video nyowani rinonzi Pandichamuka.

Apa ratone 41.3K ma views soon 100K. Ndanakirwa  neka storyline  ke  Vidz racho pachibatwa ma real issues.

Vanoda kuona video racho riri padenga apo.