R-Peels Adonhedza Studio Session Re Tsika

R-Peels Adonhedza Studio Session Re Tsika

R.Peels abura rimwe video (studio session) re track rinonzi Tsika.Tsika i track number 2 kubva pa EP rake rakaburwa 13 March rekuti Songs Of Solomon. Mazuva apfuura aya akabura rimwe studio session re track rake Munana.Studio session ye Tsika iripo pazasi apa.