Roki Aramba Kupera

Roki Aramba Kupera

Roki gore rino akadzoka ane punch, akatanga kudonhedza Zviriiko apo paakaratidza kuti zvekuimba izvi achiri kuzvigona nekasoft voice kake kaye kut kachiriko. Currently Video re Zviriko rine 709K views paYoutube. 

Ndobva ambotura mafemo mbichana achibva adonhedza kamwe kanonzi Uchandifunga aka ndoka fav kangu pane ese aakabura gore rino. Kakaita 1 million views within 4 days. Pakaitika noise apa kkk vanhu vakataura zvakawanda wanda vamwe vachiti abirira vamwe vachiti haana kubirira. Currently video re Uchandifunga rine 2.8K views pa Youtube.

Ndobva dzadonhedza kamwe futi kaaka feature Koffi Olomide na Rayvanny kanonzi Patati Patata. Aka nhasi tamuka kane 2.1million views Izvezvi kari ku trender kari pa number one ku Youtube. Abva a breaker imwe record futi kukunda vamwe vaimbi vemuno muZim kuita ma mirrion maviri ese aya nema days mashoma shoma iwaya. Iyi song iyi ndiyo yakanyanya kuita mutauro pane mamwe ese ma fans achiita kunge acharovana mumastreets kkk. 

Ngaarambe achibura zvimwe zvinopisa kudai. Ma Vocals ake achiri bho haasati ane ma scratch.