Tanto Wavie Anebhama Nyowani Richadonha Pamberi Apo

Tanto Wavie Anebhama Nyowani Richadonha Pamberi Apo

Tanto Wavie mufesi we Trapsu afunga kutipakurira rimwe bhama pamberi apa Sungura Museve II . Rakafitira kuva richipisa coz Sungura Museve rekutanga raibvira ma bvvrrrrr bvrrr,  apo Mabhachi ndoyainge yatora mukombe pakunakidza munyori uno pabhama iroro. Hameno kuti iri nyowani rinenge rakamira sei & also hameno kuti nderipi trck richatora mukombe futi mubhama nyowani richauuya iri.