Tocky Vibes Adonhedza Nzizi

Tocky Vibes abura video nyowani re trck rake Nzizi iro riri mu Chicken & Chama Mixtape. Haasi kumira mukomana akabva kudonhedza Chigero mazuva apfuura aya.