Top 3 Yangu Mu Long Live EP

Top 3 Yangu Mu Long Live EP
Top 3 Yangu Mu Long Live EP

Ndanga ndane time ndisina kunzwa mukomana uyu King98 ndaingomunzwira nungo. Zvisinei nungo dziya dzambotiza pa EP raakabva kubura mazuva apfuura aya rinonzi Long Live. Yaa ndiri kuona kuti mukomana akuita achi improver akuflowa zvinonakidza. Mu EP iri mune a mixture yema genres. 

1) CHINI JUU aka kakaipa kanotambika aka feature Young Lunya. Katone video rako ka trk aka rane 77K views ku Youtube. Video racho bho futi zvabva zvanyatsoita kuti zvinakidze more. Pane kakwe kakuflowa kaiita kane kaThat pa trk iri zvichibva zvasangana ne flow ya Young Lunya haa zvabva zvanakidza. 

2) BLESSINGS ka afro wat wat kakapora katrk kanopa motivation hakana jambanja stereki but kachinakidza zvakadaro. Ndanzwa nekukadzokorodza kakuramba kachindinakidza. Even pandiri kunyora top 3 ino ndiri kutokanzwa so. 

3) MAHWAMBI ndangotanga kuzunguza musoro pandatanga kunzwa aka. Kanoita kutambisa ma jaivhi kakaipa. 

Yaa maiona top 3 yangu mu Long Live padenga apo. Vanoda kuzonzwa full EP munobaya apa