Top 3 Yangu Mubhama 'Kudaverse'

Top 3 Yangu Mubhama 'Kudaverse'

Kuda K aka MuyeraDragon akadonhedza bhama rake nyowani mazuva apfuura aya rinonzi Kudaverse. Ndakuchitaura 3 ma songs akanyanyondispaka mubhama iri. 

1) Black Suit aka ndakanakirwa ne flow rako riri bho. Zvobva zvasangana ne video racho kakabva kaita ka banger. Ndakambotaura nezvayo iyi apa

 

2) So Busy aka kakaipa futi ka song kema hustlers kanopa motivation. 

Manotable bars

Handitenge mhamba bro ndinotenga mbatya bro 

Ndazvivhurira nzira vaimbondi wanzira, Vaindi ganzira handimbo vanzira

3) Zimu Zimba aka kari bho ka song kevaye vari proud kuva maZimbabweans. 

Yaa yapera top 3, vanoda kuzonzwa full bhama munoribata ku Youtube, Apple nekumwewo.