Voltz JT Akudonhedza Vhidhiyo Nyowani Mangwana

Voltz JT Akudonhedza Vhidhiyo Nyowani Mangwana

Voltz akubura video nyowani mangwana rinonzi MaGeez iro rinenge richi feature Brian Jeck. Mukomana wacho akuramba achipisa haana kana nguva abva kudonhedza rimwe rinonzi Don't Forget. Tichaona kuti zvinenge zvakadii mangwana.