Top 5 Yangu Mubhama 'Risky Life'

Top 5 Yangu Mubhama 'Risky Life'

Iyi ndiyo Top 5 yangu yemasongs kubva mubhama nyowani ra Holy Ten 'Risky Life'.

1) Miss Please  Aka kakaipa pandatanga kukanzwa ndangotanga kuzunguza musoro ndichifilla number. Kanoita kunge ka Trap so skrrr skrrr. Ma vocals ake anga achinyatsoenderana so ne beat. Munhu akamubikira beat apa akapenga ndaspakwa.

2) Young Achiever  Mmm iyi ndo hiphop international stuff anga achiita kuflowa.Apa voice ranga raiita kukorera so kunge mukaka we lacto. Ranga rachinja kubva pa Skrrr skrrr Miss Please. Ngaarambe achiimba zvakadai haa anosvika kure.

3) Taura Zvinokunetsa  Aka kari so touching kanochemedza.Yaa vanhu ngavataure zvinovanetsa. Vanhu vane zvakawanda zvinovanetsa but havadi kutaura vamwe vacho.

4) Wakatuka Amai  aka kari touching futi kachifamba  low low. Kari bho ndanzwa nekukadzokorodza mmm kanonakidza.

5) Time aka kakaipa kanosimudza crowd.Ndanga ndane time ndisati ndanzwa Dhadza D zvaaka feature apa haa ndakafara.

Yaa maiona Top 5 yangu vanenge vachizoda kuona full bhama munoribata pa link riri pazasi apa.

Pano : https://cutt.ly/cvcaAIZ